Numeri 34:21 - Bhaibhiri Idzva rechiShona21 Wedzinza rokwaBhenjamini ndiEridhadhi mwanakomana waKisironi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 kurudzi kwaBenjamini, Eridadi, mŋanakomana waKisroni; See the chapterShona Bible 1949 revised 200221 kurudzi kwaBhenjamini, Eridhadhi, mwanakomana waKisironi; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Wedzinza rokwaBhenjamini ndiEridhadhi mwanakomana waKisironi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Kubva kurudzi rwaBhenjamini, Eridhadhi mwanakomana waKisironi; See the chapter |