Online Bible

- Advertisements -




Numeri 34:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Munofanira kusarudza mutungamiriri mumwechete padzinza roga roga wokugova nyika.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Munofanira kutsaura ʋo mucinda mumŋe kurudzi rumŋe norumŋe kugoʋera nyika iʋe nhaka yenyu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Munofanira kutsaurawo muchinda mumwe kurudzi rumwe norumwe kugovera nyika ive nhaka yenyu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Munofanira kusarudza mutungamiriri mumwechete padzinza roga roga wokugova nyika.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Uye ugadze mutungamiri mumwe chete kubva kurudzi rumwe norumwe kuti vabatsire pakugova nyika.

See the chapter Copy




Numeri 34:18

Follow us:

Advertisements


Advertisements