Online Bible

- Advertisements -

Numeri 32:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Saka Mosesi akapa vedzinza rokwaGadhi nevedzinza rokwaRubheni nechikamu chapakati napakati chevedzinza raManase mwanakomana waJosefi, nyika yaSihoni mambo wavaAmori, nenyika yaOgu mambo wavaBhashani. Akavapa nyika iyoyo namaguta ayo ose nemiganho yacho, kunyange namaguta ose ari munharaunda macho.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Ɀino Mosesi akaʋapa, iʋo ʋana ʋaGadi naʋana ʋaRubeni, nehafu yorudzi rwaManase, mŋanakomana waJosefa, ʋushe bgaSihoni, mambo waʋaAmori, noʋushe bgaOgi, mambo weBashani, nyika namaguta ayo nemiganho yayo, iwo maguta enyika yose yakapoteredza.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Zvino Mosesi akavapa, ivo vana vaGadhi navana vaRubheni, nehafu yorudzi rwaManase, mwanakomana waJosefa, ushe hwaSihoni, mambo wavaAmori, noushe hwaOgi, mambo weBhashani, nyika namaguta ayo nemiganhu yayo, iwo maguta enyika yose yakapoteredza.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Saka Mosesi akapa vedzinza rokwaGadhi nevedzinza rokwaRubheni nechikamu chapakati napakati chevedzinza raManase mwanakomana waJosefi, nyika yaSihoni mambo wavaAmori, nenyika yaOgu mambo wavaBhashani. Akavapa nyika iyoyo namaguta ayo ose nemiganho yacho, kunyange namaguta ose ari munharaunda macho.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 Ipapo Mozisi akapa kuvaGadhi, navaRubheni nehafu yorudzi rwaManase, mwanakomana waJosefa, umambo hwaSihoni mambo wavaAmori noumambo hwaOgi mambo weBhashani, nyika yose namaguta ayo uye nenyika dzose dzakavapoteredza.

See the chapter Copy

Numeri 32:33

Follow us:

Advertisements

Advertisements