Numeri 32:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona30 Asi vakasayambuka nemi kundorwa hondo, vachazowana mugove wavo pamwechete nemi munyika yeKanani.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)30 Asi kana ʋasiŋgayambuki nemi, ʋakashoŋga nhumbi dzaʋo dzokurwa, ʋanofanira kupiwa nhaka yaʋo pakati penyu panyika yeKanani. See the chapterShona Bible 1949 revised 200230 Asi kana vasingayambuki nemi, vakashonga nhumbi dzavo dzokurwa, vanofanira kupiwa nhaka yavo pakati penyu panyika yeKenani.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika30 Asi vakasayambuka nemi kundorwa hondo, vachazowana mugove wavo pamwechete nemi munyika yeKanani.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi30 Asi kana vakasayambuka nemi vakashonga zvokurwa, vanofanira kupiwa nhaka yavo pamwe chete nemi muKenani.” See the chapter |