Online Bible

- Advertisements -




Numeri 32:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

23 “Asi mukasaita saizvozvi, matotadzira Tenzi. Saka zivai izvi zvokuti chitadzo chenyu chichakupfukirai.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

23 Asi kana mukasaita saiɀoɀo, tarirai matadzira Jehova, muziʋe kuti ɀiʋi ɀenyu ɀicakuwanai.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

23 Asi kana mukasaita saizvozvo, tarirai matadzira Jehovha, muzive kuti zvivi zvenyu zvichakuwanai.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

23 “Asi mukasaita saizvozvi, matotadzira Tenzi. Saka zivai izvi zvokuti chitadzo chenyu chichakupfukirai.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

23 “Asi kana mukakoniwa kuita izvi, muchange matadzira Jehovha; uye zvirokwazvo chivi chenyu chichakuwanai.

See the chapter Copy




Numeri 32:23

Follow us:

Advertisements


Advertisements