Numeri 32:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Mosesi akavapindura achiti, “Kana muchizoita saizvozvo zvokutora zvombo muchienda kuhondo norubatsiro rwaTenzi, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino Mosesi akati kwaʋari: Kana mukaita cinhu ici, kana mukashoŋga nhumbi dzenyu dzokurwa, kuti muende pamberi paJehova kundorwa, See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Zvino Mosesi akati kwavari, “Kana mukaita chinhu ichi, kana mukashonga nhumbi dzenyu dzokurwa, kuti muende pamberi paJehovha kundorwa, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mosesi akavapindura achiti, “Kana muchizoita saizvozvo zvokutora zvombo muchienda kuhondo norubatsiro rwaTenzi, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Ipapo Mozisi akati kwavari, “Kana mukaita izvi, kana mukazvishongedza nhumbi dzokurwa pamberi paJehovha kuti mundorwa, See the chapter |