Numeri 31:36 - Bhaibhiri Idzva rechiShona36 Saka chikamu chazvo chakapiwa varwi chaiva: mazana matatu ana makumi matatu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvine mazana mashanu ehwai. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)36 Hafu, yakagoʋerwa ʋakaŋga ʋaenda kundorwa, aiʋa makwai aneɀuru ɀinamazana matatu, neɀuru ɀinamakumi matatu, neɀuru ɀinomŋe, namazana mashanu; See the chapterShona Bible 1949 revised 200236 Hafu, yakagoverwa vakanga vaenda kundorwa, aiva makwai ane zviuru zvina mazana matatu, nezviuru zvina makumi matatu, nezviuru zvinomwe, namazana mashanu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika36 Saka chikamu chazvo chakapiwa varwi chaiva: mazana matatu ana makumi matatu ezviuru ane zviuru zvinomwe zvine mazana mashanu ehwai. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi36 Hafu yomugove wavaya vakarwa muhondo yaiva: makwai zviuru mazana matatu namakumi matatu nezvinomwe, namazana mashanu, See the chapter |