Numeri 30:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Asi kana murume wake akazvinzwa achibva amurambidza zuva rakarero, zvose zvaakapika nezvaakataura, asina kumbonyatsofunga hazvisisina maturo. Tenzi anobva amuregerera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Asi kana murume wake akamudziʋisa nomusi waanoɀinzwa nawo, ipapo iye unokonesa kupika kwake, kwaakaɀisuŋga nako, namashoko aakareʋa asina‐kuraŋgarira ɀakanaka, aakaɀisuŋga nawo; Jehova ucamukaŋganwira. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Asi kana murume wake akamudzivisa nomusi waanozvinzwa nawo, ipapo iye anokonesa kupika kwake, kwaakazvisunga nako, namashoko aakareva asina kurangarira zvakanaka, aakazvisunga nawo; Jehovha achamukanganwira. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Asi kana murume wake akazvinzwa achibva amurambidza zuva rakarero, zvose zvaakapika nezvaakataura, asina kumbonyatsofunga hazvisisina maturo. Tenzi anobva amuregerera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Asi kana murume wake amudzivisa paanenge anzwa nezvazvo, anokonesa mhiko iya inomusunga, kana vimbiso yaangazvisunga nayo, uye ipapo Jehovha achamusunungura. See the chapter |