Online Bible

- Advertisements -




Numeri 30:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

7 Asi kana murume wake akazvinzwa akarega kumutsiura zuva iroro raakazvinzwa mhiko yake nezvaakatsidza kuzvisunga nazvo zvicharamba zviripo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

7 murume wake akaɀinzwa, akamunyararira hake nomusi waanoɀinzwa nawo, ipapo kupika kwake kucaʋa nesimba, nokuɀisuŋga kwake, kwaakaɀisuŋga nako, kucaʋa nesimba.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

7 murume wake akazvinzwa, akamunyararira hake nomusi waanozvinzwa nawo, ipapo kupika kwake kuchava nesimba, nokuzvisunga kwake, kwaakazvisunga nako, kuchava nesimba.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

7 Asi kana murume wake akazvinzwa akarega kumutsiura zuva iroro raakazvinzwa mhiko yake nezvaakatsidza kuzvisunga nazvo zvicharamba zviripo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

7 uye murume wake akazvinzwa asi akasataura chinhu kwaari, ipapo mhiko dzake kana zvaakazvisunga nazvo zvichasimbiswa.

See the chapter Copy




Numeri 30:7

Follow us:

Advertisements


Advertisements