Numeri 30:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona6 Kana mukadzi uya akaroorwa, achine mhiko kana chitsidzo chaakataura asina kumbonyatsofunga, murume wake akazvinzwa asi akasava nechaakataura zuva rakarero, zvaakatsidza nezvaakapika ngaazviite. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Kana akawanikwa nomurume acakasuŋgwa nokupika kwake, kana namashoko aakareʋa asina‐kuraŋgarira ɀakanaka, aakaɀisuŋga nawo; See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Kana akawanikwa nomurume achakasungwa nokupika kwake, kana namashoko aakareva asina kurangarira zvakanaka, aakazvisunga nawo; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kana mukadzi uya akaroorwa, achine mhiko kana chitsidzo chaakataura asina kumbonyatsofunga, murume wake akazvinzwa asi akasava nechaakataura zuva rakarero, zvaakatsidza nezvaakapika ngaazviite. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 “Kana akawanikwa mushure mokunge aita mhiko, kana mushure mokunge muromo wake wakurumidza kutaura achivimbisa nokuzvisunga, See the chapter |