Numeri 30:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona16 Iyi ndiyo mirao yakarayirwa Mosesi naTenzi yemhiko dzinoitwa nomunhukadzi muduku achiri mumba mababa vake nedzinoitwa nomukadzi ane murume wake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ndiyo mitemo yakarairwa Mosesi naJehova, pakati pomurume nomukadzi wake, napakati paɓaɓa nomŋanasikana waʋo, aciri musikana paimba yaɓaɓa ʋake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Ndiyo mitemo yakarairwa Mosesi naJehovha, pakati pomurume nomukadzi wake, napakati pababa nomwanasikana wavo, achiri musikana paimba yababa vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Iyi ndiyo mirao yakarayirwa Mosesi naTenzi yemhiko dzinoitwa nomunhukadzi muduku achiri mumba mababa vake nedzinoitwa nomukadzi ane murume wake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Iyi ndiyo mitemo yakapiwa Mozisi naJehovha pamusoro poukama pakati pomurume nomukadzi wake, uye pakati pababa nomwanasikana wavo muduku agere mumba mavo. See the chapter |