Numeri 30:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona13 Murume wake ane mvumo yokumubvumidza kana yokumurambidza kuita zvose zvaanotsidza kana zvaanopika. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Mhiko dzose, nokupika kwose kwaanoɀisuŋga nako kucema pamŋeya wake, murume wake uŋgaɀisimbisa, kana murume wake uŋgaɀikonesa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Mhiko dzose, nokupika kwose kwaanozvisunga nako kuchema pamweya wake, murume wake angazvikonesa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Murume wake ane mvumo yokumubvumidza kana yokumurambidza kuita zvose zvaanotsidza kana zvaanopika. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Murume wake anogona kutsigira kana kukonesa mhiko ipi zvayo yaanopika kuti azvininipise nayo. See the chapter |