Numeri 28:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Ngavapire Mwari hwayana imwechete mangwanani, vozopira imwe yacho manheru. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Rimŋe gwaiana unofanira kuʋuya naro maŋgwanani, rimŋe gwaiana unofanira kuʋuya naro maɗekwana; See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Rimwe gwayana unofanira kuuya naro mangwanani, rimwe gwayana unofanira kuuya naro madekwana; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ngavapire Mwari hwayana imwechete mangwanani, vozopira imwe yacho manheru. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ugadzire gwayana rimwe chete mangwanani uye rimwe racho panguva yamadekwana, See the chapter |