Numeri 27:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Ko zvino zita rababa vedu rorovawo here mumhuri yavo, pamusana pokuti vakanga vasina mwana mukomana? Tipei nhaka pamwechete nehama dzababa vedu.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ɀino zita raɓaɓa ʋeɗu ricabvisirweiko pakati pemhuri yaʋo, nokuti ʋakaŋga ʋasinaʋanakomana? Tipei ʋo nhaka pakati pehama dzaɓaɓa ʋeɗu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Zvino zita rababa vedu richabvisirweiko pakati pemhuri yavo, nokuti vakanga vasina vanakomana? Tipeiwo nhaka pakati pehama dzababa vedu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Ko zvino zita rababa vedu rorovawo here mumhuri yavo, pamusana pokuti vakanga vasina mwana mukomana? Tipei nhaka pamwechete nehama dzababa vedu.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ko, zita rababa vedu ragoshayikwa seiko pamhuri yavo, nokuti vakanga vasina mwanakomana here? Tipeiwo nhaka pakati pehama dzababa vedu.” See the chapter |