Numeri 26:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 mudzinza raRubheni, dangwe raJakobho maiva nemhuri dzavanakomana vake vaiti: mhuri yokwaHanoki tateguru wayo ari Hanoki, mhuri yokwaParu, tateguru wayo ari Paru, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Rubeni ndiye waiʋa mŋanakomana weɗaŋgwe waIsraeri; ʋanakomana ʋaRubeni ndiʋo: Hanoki, kwakabva mhuri yaʋaHanoki; naParu, kwakabva mhuri yaʋaParu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Rubheni ndiye aiva mwanakomana wedangwe waIsiraeri; vanakomana vaRubheni ndivo: Hanoki, kwakabva mhuri yavaHanoki; naParu, kwakabva mhuri yavaParu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 mudzinza raRubheni, dangwe raJakobho maiva nemhuri dzavanakomana vake vaiti: mhuri yokwaHanoki tateguru wayo ari Hanoki, mhuri yokwaParu, tateguru wayo ari Paru, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Zvizvarwa zvaRubheni mwanakomana wedangwe waIsraeri zvaiva: Hanoki, kwakabva mhuri yaHanoki; Paru, kwakabva mhuri yaParu; See the chapter |