Online Bible

- Advertisements -




Numeri 26:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

41 Vose vakaverengwa mhuri nemhuri mudzinza rokwaBhenjamini vaikwana makumi mana ezviuru nezviuru zvishanu, namazana matanhatu.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

41 Ndiʋo ʋanakomana ʋaBenjamini, nemhuri dzaʋo; ʋakaʋereŋgwa kwaʋari ʋakaȿika ɀuru ɀinamakumi manna neɀishanu namazana matanhatu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

41 Ndivo vanakomana vaBhenjamini, nemhuri dzavo; vakaverengwa kwavari vakasvika zviuru zvina makumi mana nezvishanu namazana matanhatu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

41 Vose vakaverengwa mhuri nemhuri mudzinza rokwaBhenjamini vaikwana makumi mana ezviuru nezviuru zvishanu, namazana matanhatu.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

41 Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaBhenjamini; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi mana nezvishanu, namazana matanhatu.

See the chapter Copy




Numeri 26:41

Follow us:

Advertisements


Advertisements