Numeri 26:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona35 Mudzinza rokwaEfuremu makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaShutera tateguru wayo ari Shutera, mhuri yokwaBhekeri tateguru wayo ari Bhekeri, mhuri yokwaTahani tateguru wayo ari Tahani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Aʋa ndiʋo ʋanakomana ʋaEfraimi, nemhuri dzaʋo: Shutera, kwakabva mhuri yaʋaShutera; naBekeri, kwakabva mhuri yaʋaBekeri; naTahani, kwakabva mhuri yaʋaTahani. See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Ava ndivo vanakomana vaEfuremu, nemhuri dzavo: Shutera, kwakabva mhuri yavaShutera; naBhekeri, kwakabva mhuri yavaBhekeri; naTahani, kwakabva mhuri yavaTahani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Mudzinza rokwaEfuremu makaverengwa mhuri nemhuri, mhuri yokwaShutera tateguru wayo ari Shutera, mhuri yokwaBhekeri tateguru wayo ari Bhekeri, mhuri yokwaTahani tateguru wayo ari Tahani. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Izvi ndizvo zvaiva zvizvarwa zvaEfuremu nemhuri dzavo: Shutera, kwakabva mhuri yaShutera; Bhekeri, kwakabva mhuri yaBhekeri; Tahani, kwakabva mhuri yaTahani. See the chapter |