Online Bible

- Advertisements -




Numeri 26:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

33 Asi Zerofehadhi mwanakomana waHeferi akanga asina vanakomana, asi aiva navanasikana. Vanasikana vaZerofehadhi vainzi Mahira naNowa naHogira naMirika naTiriza.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

33 Asi Zerofehadi, mŋanakomana waHeferi, wakaŋga asinaʋanakomana, asi ʋanasikana ɓedzi; mazita aʋanasikana ʋaZerofehadi aiʋa Makra, naNoa, naHogra, naMirka, naTirza.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

33 Asi Zerofehadhi, mwanakomana waHeferi, akanga asina vanakomana, asi vanasikana bedzi; mazita avanasikana vaZerofehadhi aiva Makira, naNoa, naHogira, naMirika, naTiriza.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

33 Asi Zerofehadhi mwanakomana waHeferi akanga asina vanakomana, asi aiva navanasikana. Vanasikana vaZerofehadhi vainzi Mahira naNowa naHogira naMirika naTiriza.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

33 (Zerofehadhi mwanakomana waHeferi akanga asina vanakomana; akanga achingova navanasikana bedzi, mazita avo aiva: Mara, Noa, Hogira, Mirika naTiriza.)

See the chapter Copy




Numeri 26:33

Follow us:

Advertisements


Advertisements