Online Bible

- Advertisements -




Numeri 25:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

2 Vakadzi ivavo vakavakoka kuzvibairo zvavamwari vavo. Vanhu vakadya vakapfugamira vamwari vavo ivavo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

2 nokuti ʋakaɗana ʋanhu ʋaʋuye kuɀiɓayiro ɀaʋamŋari ʋaʋo; ʋanhu ʋakadya, ʋakafugamira ʋamŋari ʋaʋo.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

2 nokuti vakadana vanhu vauye kuzvibayiro zvavamwari vavo; vanhu vakadya, vakapfugamira vamwari vavo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

2 Vakadzi ivavo vakavakoka kuzvibairo zvavamwari vavo. Vanhu vakadya vakapfugamira vamwari vavo ivavo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

2 avo vakavakoka kuti vauye kuzvibayiro zvavamwari vavo. Vanhu vakadya, vakapfugamira vamwari ava.

See the chapter Copy




Numeri 25:2

Follow us:

Advertisements


Advertisements