Online Bible

- Advertisements -




Numeri 23:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

4 Mwari ndokusangana naBhiriamu. Bhiriamu akati, “Ndagadzira atari nomwe, ndikapira handira nehondohwe paatari imwe neimwe.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

4 Ipapo Mŋari akasoŋgana naBarami, iye akati kwaari: Ndagadzira artari nomŋe, ndikaɓayira nzombe negondobge paartari imŋe neimŋe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

4 Ipapo Mwari akasangana naBharamu, iye akati kwaari, “Ndagadzira atari nomwe, ndikabayira nzombe negondohwe paatari imwe neimwe.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

4 Mwari ndokusangana naBhiriamu. Bhiriamu akati, “Ndagadzira atari nomwe, ndikapira handira nehondohwe paatari imwe neimwe.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

4 Mwari akasangana naye, Bharamu akati, “Ndagadzira aritari nomwe uye paaritari imwe neimwe ndabayira hando negondobwe.”

See the chapter Copy




Numeri 23:4

Follow us:

Advertisements


Advertisements