Online Bible

- Advertisements -




Numeri 23:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Ipapo Bhiriamu akati kuna Bharaki, “Mirai pedyo nechibayiro chenyu chokupisa. Ini ndomboti sudurukei, zvimwe Tenzi angauye kuzosangana neni. Zvose zvaanenge andiratidza ndichakuudzai.” Akaenda pamhene pakakwirira.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 Ɀino Barami akati kunaBaraki: Cimira iwe pacipiriso cako cinopiswa, asi ini ndicaenda; ɀimŋe Jehova ucaʋuya kuzosoŋgana neni; ɀose ɀaanondiratidza, ndicakuʋudza iɀo. Akaenda pakakwirira, pakaŋga pasinecinhu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

3 Zvino Bharamu akati kuna Bharaki, “Chimira iwe pachipiriso chako chinopiswa, asi ini ndichaenda; zvimwe Jehovha achauya kuzosangana neni; zvose zvaanondiratidza, ndichakuudza izvo.” Akaenda pakakwirira, pakanga pasina chinhu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Ipapo Bhiriamu akati kuna Bharaki, “Mirai pedyo nechibayiro chenyu chokupisa. Ini ndomboti sudurukei, zvimwe Tenzi angauye kuzosangana neni. Zvose zvaanenge andiratidza ndichakuudzai.” Akaenda pamhene pakakwirira.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Ipapo Bharamu akati kuna Bharaki, “Gara pano parutivi pechipiriso chako, ini ndimbotsaukira parutivi apa. Zvichida Jehovha angauya kuzosangana neni. Zvose zvaanondiratidza, ndichazokuudza.” Ipapo akabva akaenda pakakwirira, pakanga pasina chinhu.

See the chapter Copy




Numeri 23:3

Follow us:

Advertisements


Advertisements