Numeri 23:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona19 Mwari haazi munhu, haangarevi nhema, haazi munhu, haasanduki sanduki mukutaura. Ko munoti angataure chinhu pedzepo orega kuchiita here? Angatsidze chinhu chaasingazoita here? See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Mŋari haazi munhu, haaŋgareʋi nhema; Kunyaŋge mŋanakomana womunhu, haaŋgashanduki; Caakataura, haaŋgaciiti kanhi? Caakataura, haaŋgacisimbisi kanhi? See the chapterShona Bible 1949 revised 200219 Mwari haazi munhu, Haangarevi nhema; Kunyange Mwanakomana womunhu, Haangashanduki; Chaakataura, haangachiiti kanhi? Chaakataura, haangachisimbisi kanhi? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mwari haazi munhu, haangarevi nhema, haazi munhu, haasanduki sanduki mukutaura. Ko munoti angataure chinhu pedzepo orega kuchiita here? Angatsidze chinhu chaasingazoita here? See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Mwari haasi munhu, kuti angareva nhema, uye mwanakomana womunhu kuti ashandure pfungwa dzake. Ko, anotaura akasazviita here? Anovimbisa akasazadzisa here? See the chapter |