Numeri 22:41 - Bhaibhiri Idzva rechiShona41 Ramangwana racho Bharaki akatora Bhiriamu akakwira naye kunzvimbo yakakwirira yeBhamotibhaari, ari ipapo aikwanisa kuona chikamu chavaIsiraeri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)41 Ɀino maŋgwanani Baraki akatora Barami, akamukwidza panɀimbo dzakakwirira dzaBaari, akaʋona, ari’po, ʋanhu ʋokumudziʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200241 Zvino mangwanani Bharaki akatora Bharamu, akamukwidza panzvimbo dzakakwirira dzaBhaari, akaona, aripo, vanhu vokumudzivo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika41 Ramangwana racho Bharaki akatora Bhiriamu akakwira naye kunzvimbo yakakwirira yeBhamotibhaari, ari ipapo aikwanisa kuona chikamu chavaIsiraeri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi41 Fume mangwana, Bharaki akatora Bharamu akakwidza naye kuBhamoti Bhaari, uye ikoko akaona chikamu chavanhu. See the chapter |