Numeri 22:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona20 Mwari akauya kuna Bhiriamu usiku ihwohwo akati, “Kana varume ava vakauya kuzokudaidza, simuka zvako uende navo. Asi zvandinokuudza ndizvo chete zvauchaita.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Ɀino Mŋari akaʋuya kunaBarami ʋusiku, akati kwaari: Ʋanhu aʋa kana ʋakaʋuya kuzokuɗana simuka uende naʋo; asi shoko randicataura kwauri, unofanira kuita iro roga. See the chapterShona Bible 1949 revised 200220 Zvino Mwari akauya kuna Bharamu usiku, akati kwaari, “Vanhu ava kana vakauya kuzokudana simuka uende navo; asi shoko randichataura kwauri, unofanira kuita iro roga.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Mwari akauya kuna Bhiriamu usiku ihwohwo akati, “Kana varume ava vakauya kuzokudaidza, simuka zvako uende navo. Asi zvandinokuudza ndizvo chete zvauchaita.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Usiku ihwohwo Mwari akauya kuna Bharamu akati kwaari, “Sezvo vanhu ava vauya kuzokudana, enda hako navo, asi uite chete zvandinokuudza.” See the chapter |