Numeri 22:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona18 Bhiriamu akapindura varanda vaBharaki achiti, “Kunyange Bharaki akandipa imba yake izere sirivha nendarama, handingatsaudziri shoko raTenzi Mwari wangu ndichiritapudza kana kuriwedzera. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Barami akapindura, akati kuʋaranda ʋaBaraki: Kunyaŋge Baraki akandipa imba yake izere nesirveri nendarama, handiŋgagoni kuɗarika shoko raJehova Mŋari waŋgu, kuti nditapudze kana ndiwedzere kwariri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Bharamu akapindura, akati kuvaranda vaBharaki, “Kunyange Bharaki akandipa imba yake izere nesirivha nendarama, handingagoni kudarika shoko raJehovha Mwari wangu, kuti nditapudze kana ndiwedzere kwariri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Bhiriamu akapindura varanda vaBharaki achiti, “Kunyange Bharaki akandipa imba yake izere sirivha nendarama, handingatsaudziri shoko raTenzi Mwari wangu ndichiritapudza kana kuriwedzera. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Asi Bharamu akavapindura akati, “Kunyange dai Bharaki akandipa muzinda wake uzere nesirivha negoridhe, handingagoni kuita chimwe chinhu chikuru kana chiduku kuti tiite zvinodarika murayiro waJehovha Mwari wangu. See the chapter |