Online Bible

- Advertisements -




Numeri 22:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

17 nokuti ndichakupai mubairo mukuru kwazvo. Chero chamunoreva ndichachiita. Saka chiuyai zvenyu muzondirengererera rushambwa vanhu ava.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

17 nokuti ndicakukudza ɀikuru kwaɀo, ɀose ɀaunondiraira ndicaɀiita; naiɀoɀo ɗoʋuya hako unditukire ʋanhu aʋa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

17 nokuti ndichakukudza zvikuru kwazvo, zvose zvaunondiraira ndichazviita; naizvozvo douya hako unditukire vanhu ava.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

17 nokuti ndichakupai mubairo mukuru kwazvo. Chero chamunoreva ndichachiita. Saka chiuyai zvenyu muzondirengererera rushambwa vanhu ava.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

17 nokuti ndichakupa mubayiro wakanaka kwazvo uye ndichaita zvose zvaunoreva. Uya unditukire vanhu ava.”

See the chapter Copy




Numeri 22:17

Follow us:

Advertisements


Advertisements