Online Bible

- Advertisements -




Numeri 22:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

16 vakaenda kuna Bhiriamu vakandoti, “Zvanzi naBharaki mwana waZipori pasava nechinokutadzisai kuuya kwandiri,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

16 Ʋakaȿika kunaBarami, ʋakati kwaari: Ɀanzi naBaraki, mŋanakomana waZipori: Usatendera cinhu kukudziʋisa kuʋuya kwandiri;

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

16 Vakasvika kuna Bharamu, vakati kwaari, “Zvanzi naBharaki, mwanakomana waZipori, ‘Usatendera chinhu kukudzivisa kuuya kwandiri;

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

16 vakaenda kuna Bhiriamu vakandoti, “Zvanzi naBharaki mwana waZipori pasava nechinokutadzisai kuuya kwandiri,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

16 Vakasvika kuna Bharamu vakati: “Zvanzi naBharaki mwanakomana waZipori: Usatendera chimwe chinhu kukukonesa kuuya kwandiri,

See the chapter Copy




Numeri 22:16

Follow us:

Advertisements


Advertisements