Numeri 22:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona12 Mwari akati kuna Bhiriamu, “Usaende navanhu ava. Rega kundorengerera rushambwa kuvanhu ivavo nokuti vakakomborerwa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Ipapo Mŋari akati kunaBarami: Haufaniri kuenda naʋo; haufaniri kutuka ʋanhu aʋo; nokuti ʋakaropafadzwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Ipapo Mwari akati kuna Bharamu, “Haufaniri kuenda navo; haufaniri kutuka vanhu avo; nokuti vakaropafadzwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mwari akati kuna Bhiriamu, “Usaende navanhu ava. Rega kundorengerera rushambwa kuvanhu ivavo nokuti vakakomborerwa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Asi Mwari akati kuna Bharamu, “Usaenda navo. Haufaniri kutuka vanhu avo, nokuti vakaropafadzwa.” See the chapter |