Online Bible

- Advertisements -

Numeri 22:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

11 kune rumwe rudzi rwavanhu vakabva Ijipiti, vakawanda zvokuzadza nyika. Ndapota uyai muzovarengerera rushambwa nokuti vane simba kupinda ini. Zvimwe tingavakunde tikavadzinga munyika yedu.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

11 Tarira, ʋanhu ʋakabva Egipita ʋakafukidza nyika yose; ɀino, ʋuya unditukire iʋo; ɀimŋe ndiŋgagona kurwa naʋo, nokuʋadziŋga.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

11 ‘Tarira, vanhu vakabva Ijipiti vakafukidza nyika yose; zvino uya unditukire ivo; zvimwe ndingagona kurwa navo, nokuvadzinga.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

11 kune rumwe rudzi rwavanhu vakabva Ijipiti, vakawanda zvokuzadza nyika. Ndapota uyai muzovarengerera rushambwa nokuti vane simba kupinda ini. Zvimwe tingavakunde tikavadzinga munyika yedu.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

11 Zvino uya unditukire vanhu ava. Zvichida izvozvi ndingagona kurwa navo ndikavadzingira kure.’ ”

See the chapter Copy

Numeri 22:11

Follow us:

Advertisements

Advertisements