Online Bible

- Advertisements -

Numeri 20:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 Ko makatiburitsireiko muIjipiti muchitiunza kunzvimbo ino yakaipa kudai, isina pokurima mbesa? Haina maonde. Haina michero yamagirepisi kana yamapomigiraneti! Kunyange mvura yokunwa zvayo hakuna!”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 Makatiɓuɗisireiko muEgipita, kuzotiisa panɀimbo iyi yakaipa? Haizi nɀimbo yembeu, kana yamaʋonde, kana yemizambiriŋga, kana yamatamba; nemvura yokunwa hapana.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 Makatibudisireiko muIjipiti, kuzotiisa panzvimbo iyi yakaipa? Haizi nzvimbo yembeu, kana yamaonde, kana yemizambiringa, kana yamatamba; nemvura yokunwa hapana.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 Ko makatiburitsireiko muIjipiti muchitiunza kunzvimbo ino yakaipa kudai, isina pokurima mbesa? Haina maonde. Haina michero yamagirepisi kana yamapomigiraneti! Kunyange mvura yokunwa zvayo hakuna!”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Seiko wakatibudisa muIjipiti uchitiuyisa munzvimbo yakaipa kudai? Haina zviyo kana maonde, mazambiringa kana matamba. Uye mvura yokunwa hapana!”

See the chapter Copy

Numeri 20:5

Follow us:

Advertisements

Advertisements