Numeri 20:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Gungano rose rakaona kuti Aroni afa. Vose vemhuri yaIsiraeri vakamuchema kwamazuva makumi matatu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino ʋuŋgano yose yakati iciʋona kuti Aroni wafa, ʋakacema Aroni mazuʋa makumi matatu, iyo imba yose yaIsraeri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Zvino ungano yose yakati ichiona kuti Aroni afa, vakachema Aroni mazuva makumi matatu, iyo imba yose yaIsiraeri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Gungano rose rakaona kuti Aroni afa. Vose vemhuri yaIsiraeri vakamuchema kwamazuva makumi matatu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Uye ungano yose yakati yazvinzwa kuti Aroni akanga afa, imba yose yeIsraeri yakamuchema kwamazuva makumi matatu. See the chapter |