Online Bible

- Advertisements -




Numeri 20:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Gungano rose ravaIsiraeri rakazosvika murenje reZini mumwedzi wokutanga, vakagara paKadheshi. Miriamu akafa akavigirwapo.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino ʋana ʋaIsraeri, ʋuŋgano yose, ʋakaȿika murenje reZini nomŋedzi wokutaŋga, ʋanhu ʋakagara paKadeshi. Miriami akafira’po, akaʋigwa ʋo ’po.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino vana vaIsiraeri, ungano yose, vakasvika murenje reZini nomwedzi wokutanga, vanhu vakagara paKadheshi. Miriami akafirapo, akavigwawopo.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Gungano rose ravaIsiraeri rakazosvika murenje reZini mumwedzi wokutanga, vakagara paKadheshi. Miriamu akafa akavigirwapo.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Mumwedzi wokutanga, ungano yose yeIsraeri yakasvika murenje reZini, uye vakandogara paKadheshi. Ndipo pakafira Miriamu uye akavigwapo.

See the chapter Copy




Numeri 20:1

Follow us:

Advertisements


Advertisements