Online Bible

- Advertisements -




Numeri 18:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Izvozvi ndizvo zvaunopiwa zvinenge zvasiyiwa pamipiro inoeresesa yandinopisirwa navaIsiraeri pamipiro yembesanwa nemipiro yokuchenura munhu nemipiro yokupfupira mhosva. Ndiwo mugove wako navanakomana vako.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ɀinhu iɀi ndiɀo ɀinofanira kuʋa ɀako paɀinhu ɀitȿene ɀikuru, ɀakasara kana ɀimŋe ɀapiswa, ɀinoti: Ɀipo ɀaʋo ɀose, iɀo ɀipiriso ɀaʋo ɀose ɀoʋupfu, neɀipiriso ɀaʋo ɀose ɀeɀiʋi, neɀipiriso ɀaʋo ɀose ɀemhoȿa, ɀaʋanondipa, iɀo ɀinofanira kuʋa ɀitȿene ɀikuru kwauri nokuʋanakomana ʋako.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Zvinhu izvi ndizvo zvinofanira kuva zvako pazvinhu zvitsvene zvikuru, zvakasara kana zvimwe zvapiswa, zvinoti: Zvipo zvavo zvose, izvo zvipiriso zvavo zvose zvoupfu, nezvipiriso zvavo zvose zvezvivi, nezvipiriso zvavo zvose zvemhosva, zvavanondipa, izvo zvinofanira kuva zvitsvene zvikuru kwauri nokuvanakomana vako.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Izvozvi ndizvo zvaunopiwa zvinenge zvasiyiwa pamipiro inoeresesa yandinopisirwa navaIsiraeri pamipiro yembesanwa nemipiro yokuchenura munhu nemipiro yokupfupira mhosva. Ndiwo mugove wako navanakomana vako.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Iwe unofanira kuva nomugove wezvipiriso zvitsvene-tsvene zvinosara pane zvinopiswa. Pazvipo zvose zvavanondivigira sezvipiriso zvitsvene-tsvene, zvingava zvezviyo kana zvechivi kana chipiriso chemhosva, chikamu ichocho ndechako iwe navanakomana vako.

See the chapter Copy




Numeri 18:9

Follow us:

Advertisements


Advertisements