Online Bible

- Advertisements -




Numeri 18:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

32 Hamuzovi nemhosva yacho kana mukatanga mapira zvakanakisisisa zvacho. Ipapo hamuzon'oresi mipiro inoera yavaIsiraeri, uye hamuzofi.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

32 Hamuŋgazoʋi neɀiʋi nokuɗa kwaɀo, kana mambotsaura ɀakaiȿo‐naka kwaɀiri; hamufaniri kuɀidza ɀinhu ɀitȿene ɀaʋana ʋaIsraeri, kuti murege kufa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

32 Hamungazovi nezvivi nokuda kwazvo, kana mambotsaura zvakaisvonaka kwazviri; hamufaniri kuzvidza zvinhu zvitsvene zvavana vaIsiraeri, kuti murege kufa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

32 Hamuzovi nemhosva yacho kana mukatanga mapira zvakanakisisisa zvacho. Ipapo hamuzon'oresi mipiro inoera yavaIsiraeri, uye hamuzofi.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

32 Hamungazovi nemhosva pachinhu kana muchiuyisa chikamu chakanakisisa chacho; ipapo hamungazosvibisi zvitsvene zvavaIsraeri, uye hamuzofi.’ ”

See the chapter Copy




Numeri 18:32

Follow us:

Advertisements


Advertisements