Online Bible

- Advertisements -




Numeri 16:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Mosesi ndokuti, “Zvino muchazoziva kuti Tenzi ndiye akandituma kuzoita mabasa ose aya andinoita hazvisiri zvokungozvisarudzira. Zvamuchaziva nazvo ndezvizvi zvokuti,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ɀino Mosesi akati: Mucaziʋa neɀiɀi kuti Jehova wakandituma kuti ndiite maɓasa awa ose; nokuti handina‐kuaita nokuɗa kwaŋgu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Zvino Mosesi akati, “Muchaziva nezvizvi kuti Jehovha akandituma kuti ndiite mabasa awa ose; nokuti handina kuaita nokuda kwangu.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Mosesi ndokuti, “Zvino muchazoziva kuti Tenzi ndiye akandituma kuzoita mabasa ose aya andinoita hazvisiri zvokungozvisarudzira. Zvamuchaziva nazvo ndezvizvi zvokuti,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Ipapo Mozisi akati, “Muchaziva nezvizvi kuti Jehovha akandituma kuti ndiite zvinhu izvi zvose uye kuti dzakanga dzisiri pfungwa dzangu:

See the chapter Copy




Numeri 16:28

Follow us:

Advertisements


Advertisements