Online Bible

- Advertisements -




Numeri 16:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Asi Mosesi naAroni vakati pasi zvambarara vakati, “Nhai Tenzi, inga ndimi muridzi woupenyu hwose. Ko mungabva mashatirirwa vanhu vose pamusana pomunhu mumwechete here?”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ɀino ʋakawira pasi neɀiso ɀaʋo, ʋakati: Haiwa, Mŋari, Mŋari wemŋeya yaʋanhu ʋose, ko kana munhu mumŋe akatadza, muŋgatsamŋira ʋuŋgano yose here?

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zvino vakawira pasi nezviso zvavo, vakati, “Haiwa, Mwari, Mwari wemweya yavanhu vose, ko kana munhu mumwe akatadza, mungatsamwira ungano yose here?”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Asi Mosesi naAroni vakati pasi zvambarara vakati, “Nhai Tenzi, inga ndimi muridzi woupenyu hwose. Ko mungabva mashatirirwa vanhu vose pamusana pomunhu mumwechete here?”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Asi Mozisi naAroni vakawira pasi nezviso zvavo vakadanidzira zvikuru vachiti, “Haiwa Mwari, Mwari wemweya yavanhu vose, mungatsamwira ungano yose here munhu mumwe chete angotadza?”

See the chapter Copy




Numeri 16:22

Follow us:

Advertisements


Advertisements