Online Bible

- Advertisements -




Numeri 16:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

1 Kora mwanakomana waIzhari mwanakomana waKohati, mwanakomana waRevhi pamwechete naDhatani naAbhiramu vanakomana vaEriabhu vose naOni mwanakomana waPereti vedzinza rokwaRubheni,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

1 Ɀino Kora, mŋanakomana waIzari, mŋanakomana waKohati, mŋanakomana waRevi, naDatani naAbirami, ʋanakomana ʋaEriabi, naOni, mŋanakomana waPereti, ʋanakomana ʋaRubeni, ʋakatora ʋarume,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

1 Zvino Kora, mwanakomana waIzari, mwanakomana waKohati, mwanakomana waRevhi, naDhatani naAbhiramu, vanakomana vaEriabhu, naOni, mwanakomana waPereti, vanakomana vaRubheni, vakatora varume,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

1 Kora mwanakomana waIzhari mwanakomana waKohati, mwanakomana waRevhi pamwechete naDhatani naAbhiramu vanakomana vaEriabhu vose naOni mwanakomana waPereti vedzinza rokwaRubheni,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

1 Kora mwanakomana waIzhari, mwanakomana waKohati, mwanakomana waRevhi, navamwe vaRubheni, Dhatani naAbhiramu, vanakomana vaEriabhi, naOni mwanakomana waPoreti, vakazvikudza

See the chapter Copy




Numeri 16:1

Follow us:

Advertisements


Advertisements