Numeri 15:40 - Bhaibhiri Idzva rechiShona40 Saka muchayeuka mitemo yangu yose muchiichengeta. Muchava vanhu vangu vandakazvisarudzira vatsvene. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)40 kuti muraŋgarire nokuita mirairo yaŋgu yose, nokuʋa ʋatȿene kunaMŋari wenyu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200240 kuti murangarire nokuita mirairo yangu yose, nokuva vatsvene kuna Mwari wenyu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika40 Saka muchayeuka mitemo yangu yose muchiichengeta. Muchava vanhu vangu vandakazvisarudzira vatsvene. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi40 Ipapo mucharangarira kuteerera mirayiro yangu yose uye muchazvitsaura kuti muve vanhu vaMwari wenyu. See the chapter |