Online Bible

- Advertisements -




Numeri 15:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 Mupristi ngaapire mupiro kuna Tenzi wokuripira zvitadzo zvomunhu iyeyo. Munhu iyeyo anenge akakanganisa mukusaziva acharegererwa.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 Ɀino muprista unofanira kuyananisira munhu wakatadza, kana akaita ɀiʋi nokusaziʋa, pamberi paJehova, kuti amuyananisire, akaŋganwirwe.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

28 Zvino mupristi anofanira kuyananisira munhu akatadza, kana akaita zvivi nokusaziva, pamberi paJehovha, kuti amuyananisire, akanganwirwe.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 Mupristi ngaapire mupiro kuna Tenzi wokuripira zvitadzo zvomunhu iyeyo. Munhu iyeyo anenge akakanganisa mukusaziva acharegererwa.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 Muprista anofanira kuyananisira uyo akatadza pamberi paJehovha nokutadza nokusaziva, uye kana ayananisirwa, achakanganwirwa.

See the chapter Copy




Numeri 15:28

Follow us:

Advertisements


Advertisements