Numeri 15:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona2 “Udza vaIsiraeri kuti, kana mava munyika yandichakupai kuti mugaremo, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura naʋana ʋaIsraeri, uti kwaʋari: Kana mapinda munyika yamunozogara, yandinokupai; See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 “Taura navana vaIsiraeri, uti kwavari, ‘Kana mapinda munyika yamunozogara, yandinokupai; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Udza vaIsiraeri kuti, kana mava munyika yandichakupai kuti mugaremo, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Taura kuvaIsraeri uti kwavari: ‘Kana mapinda munyika yandinokupai kuti mugare, See the chapter |