Online Bible

- Advertisements -

Numeri 14:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona

35 Ini Tenzi, ndinotsidza kuti zvandataura ndizvozvo zvandichaita kwamuri; mhomho yavanhu vakaipa vaunganidzana kuzondipandukira. Imo murenje muno, ndimo mavachaperera. Imo muno ndimo mavachafira.’ ”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

35 Ini Jehova, ndakataura iɀoɀo, ndicaitira saiɀoɀo ʋuŋgano iyi yose yakaipa, yakaʋuŋgana kuzorwa neni; ʋacaparadzwa murenje rino, ʋacafira’po.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

35 Ini Jehovha, ndakataura izvozvo, ndichaitira saizvozvo ungano iyi yose yakaipa, yakaungana kuzorwa neni; vachaparadzwa murenje rino, vachafirapo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

35 Ini Tenzi, ndinotsidza kuti zvandataura ndizvozvo zvandichaita kwamuri; mhomho yavanhu vakaipa vaunganidzana kuzondipandukira. Imo murenje muno, ndimo mavachaperera. Imo muno ndimo mavachafira.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

35 Ini, Jehovha, ndazvitaura, uye zvirokwazvo ndichaita zvinhu izvi kuungano yose iyi yakaipa, yakabatana pamwe chete kuti indirwise. Vachaperera murenje muno; vachafira muno.”

See the chapter Copy

Numeri 14:35

Follow us:

Advertisements

Advertisements