Numeri 13:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Mudzinza rokwaBhenjamini, makatorwa Pariti mwanakomana waFaru. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Ʋokurudzi rwaBenjamini, Parti, mŋanakomana waRafu. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Vokurudzi rwaBhenjamini, Paruti, mwanakomana waRafu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mudzinza rokwaBhenjamini, makatorwa Pariti mwanakomana waFaru. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 kubva kurudzi rwaBhenjamini, Pareti mwanakomana waRafu; See the chapter |