Numeri 13:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona4 Mudzinza rokwaRubheni, mutungamiriri akatorwamo ndiShamua mwanakomana waZakuri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ndiwo mazita aʋo: Ʋokurudzi rwaRubeni, Shamua, mŋanakomana waZakuri. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Ndiwo mazita avo: Vokurudzi rwaRubheni, Shamua, mwanakomana waZakuri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mudzinza rokwaRubheni, mutungamiriri akatorwamo ndiShamua mwanakomana waZakuri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Haano mazita avo: kubva kurudzi rwaRubheni, Shamua mwanakomana waZakuri; See the chapter |