Mupiro 2:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona5 Kana mupiro wako wembesanwa uri wechingwa chakabikwa chichiita zvokubikwa mupani, ngachive choupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa, chisina mbiriso, chakakanyiwa nemafuta. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Kana cipo cako ciri cipiriso coʋupfu cakaɓikwa mugaŋgo, ŋgaciʋe coʋupfu bgakatsetseka, bgusina‐kuʋiriswa, bgakakanyiwa namafuta. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Kana chipo chako chiri chipiriso choupfu chakabikwa mugango, ngachive choupfu hwakatsetseka, husina kuviriswa, hwakakanyiwa namafuta. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Kana mupiro wako wembesanwa uri wechingwa chakabikwa chichiita zvokubikwa mupani, ngachive choupfu hwekoroni hwakanyatsokuyiwa, chisina mbiriso, chakakanyiwa nemafuta. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Kana chipiriso chako chezviyo chagadzirirwa mugango, chinofanira kugadzirwa noupfu hwakatsetseka hwakasanganiswa namafuta pasina mbiriso. See the chapter |