Mupiro 18:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona8 Usatorane nomukadzi wababa wako, kuzvidza baba ikoko. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Usafukura mukadzi waɓaɓa ʋako; ndiko kufukura ɓaɓa ʋako. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Usafukura mukadzi wababa vako; ndiko kufukura baba vako. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Usatorane nomukadzi wababa wako, kuzvidza baba ikoko. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 “ ‘Usasangana nomukadzi wababa vako, izvi zvingazvidza baba vako. See the chapter |