Mateo 9:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Ipapo dzimwe nyanzvi dzomutemo dzakati, nechomumwoyo, “Munhu uyu ari kushonha Mwari.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino ʋamŋe ʋaʋanyori ʋakati mumŋoyo yaʋo: Munhu uyu unomhura Mŋari. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvino vamwe vavanyori vakati mumwoyo yavo, “Munhu uyu anoshonha Mwari.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ipapo dzimwe nyanzvi dzomutemo dzakati, nechomumwoyo, “Munhu uyu ari kushonha Mwari.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Vachinzwa izvi, vamwe vadzidzisi vemirayiro vakati mumwoyo yavo, “Munhu uyu ari kumhura Mwari!” See the chapter |