Mateo 9:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona29 Akabata maziso avo akati, “Ngazviitwe kwamuri sokutenda kwenyu.” Maziso avo akabva azaruka. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Ɀino wakaɓata meso aʋo, akati: Muitirwe pamakatenda napo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Zvino akabata meso avo, akati, “Muitirwe sokutenda kwenyu.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Akabata maziso avo akati, “Ngazviitwe kwamuri sokutenda kwenyu.” Maziso avo akabva azaruka. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Ipapo akabata meso avo uye akati, “Maererano nokutenda kwenyu, ngazviitwe kwamuri.” See the chapter |