Mateo 8:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona3 Jesu akatambanudza ruoko rwake akamubata, achiti, “Ndinoda, natswa uchenurwe hako.” Pakarepo akabva anatswa maperembudzi ake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Akatambanudza ruʋoko rwake, akamuɓata, akati: Ndinoɗa; cinatswa! Pakarepo maperembudzi ake akanatswa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Akatambanudza ruoko rwake, akamubata, akati, “Ndinoda; chinatswa!” Pakarepo maperembudzi ake akanatswa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Jesu akatambanudza ruoko rwake akamubata, achiti, “Ndinoda, natswa uchenurwe hako.” Pakarepo akabva anatswa maperembudzi ake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Jesu akatambanudza ruoko rwake akabata murume uya akati, “Ndinoda. Chinatswa!” Pakarepo akabva aporeswa maperembudzi ake. See the chapter |