Mateo 7:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Nokuti ndiani wenyu anoti kana mwana wake amukumbira chingwa, anomupa dombo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Munhu ndoupiko kwamuri, kana mŋanakomana wake akakumbira ciŋgwa, uŋgamupa ibge? See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Munhu ndoupiko kwamuri, kana mwanakomana wake akakumbira chingwa, angamupa ibwe? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Nokuti ndiani wenyu anoti kana mwana wake amukumbira chingwa, anomupa dombo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 “Ndiani pakati penyu angati kana mwanakomana wake akamukumbira chingwa, omupa ibwe? See the chapter |