Mateo 4:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona9 Satani akati kwaari, “Zvose izvi ndinokupa kana ukati pasi gwadagwa uchindinamata.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 akati kwaari: Iɀi ɀose ndicakupa, kana ukawira pasi ukandinamata. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 akati kwaari, “Izvi zvose ndichakupa, kana ukawira pasi ukandipfugamira.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Satani akati kwaari, “Zvose izvi ndinokupa kana ukati pasi gwadagwa uchindinamata.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 akati, “Zvose izvi ndichakupa kana ukandikotamira uye ukandinamata.” See the chapter |